Jona 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makandikandira makadzika, mumwoyo chaimo megungwa, uye mvura zhinji ikandikomberedza; mafungu enyu ose namapopoma enyu ose zvakapfuura napamusoro pangu.

Jona 2

Jona 2:1-6