Jona 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakamubvunza vakati, “Tiudze, ndiani aita kuti matambudziko ose aya atiwire? Unoita basa reiko? Unobvepiko? Nyika yako inonzi ani? Uri worudzi rupi?”

Jona 1

Jona 1:1-13