Jona 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakavatyisa uye vakabvunza vakati, “Watadzeiko?” (Vaiziva kuti aitiza kubva pamberi paJehovha, nokuti akanga atovaudza kudaro.)

Jona 1

Jona 1:1-13