Johani 9:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandakavinga munyika ino, kuitira kuti mapofu aone uye avo vanoona vave mapofu.”

Johani 9

Johani 9:37-41