Johani 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadanazve murume uya akambenge ari bofu kechipiri. Vakati kwaari, “Ipa mbiri kuna Mwari. Isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.”

Johani 9

Johani 9:19-31