Johani 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vabereki vake vakataura izvi nokuti vaitya vaJudha, nokuti vaJudha vakanga vatotenderana kuti ani naani anenge angopupura kuti Jesu ndiye Kristu aizofanira kubudiswa musinagoge.

Johani 9

Johani 9:12-28