Johani 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura akati, “Murume anonzi Jesu akakanya dope akariisa pameso angu. Akandiudza kuti ndiende kuSiroami ndinoshamba. Saka ndakaenda ndikandoshamba, uye ipapo ndakagona kuona.”

Johani 9

Johani 9:5-12