Johani 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati varamba vachimubvunza, akatwasuka akati kwavari, “Kana pane asina chivi pakati penyu, ngaave iye wokutanga kupotsera dombo kwaari.”

Johani 8

Johani 8:5-10