Johani 8:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Kana ini ndichizvirumbidza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo. Baba vangu, avo vamunoti ndivo Mwari wenyu, ndivo vanondikudza.

Johani 8

Johani 8:50-59