Johani 8:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Tinoziva zvino kuti une dhimoni iwe! Abhurahama akafa navaprofita vakafawo, asi iwe unoti kana munhu akachengeta shoko rako, haangatongoraviri rufu.

Johani 8

Johani 8:46-56