Ivo vakati, “Abhurahama ndivo baba vedu.”Jesu akati, “Dai maiva vana vaAbhurahama, ipapo maidai muchiita zvinhu zvakanga zvichiitwa naAbhurahama.