Johani 8:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vakamupindura vachiti, “Isu tiri zvizvarwa zvaAbhurahama uye hatina kumbova varanda vomumwe munhu. Ungareva sei kuti tichasunungurwa?”

Johani 8

Johani 8:28-43