Johani 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Kunyange dai ndikazvipupurira pachangu, uchapupu hwangu ndohwechokwadi, nokuti ndinoziva kwandakabva uye nokwandinoenda. Asi imi hamuzivi kwandinobva kana kwandinoenda.

Johani 8

Johani 8:8-23