Johani 7:48-51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

48. Pane mumwe wavatongi kana wavaFarisi ava kutenda kwaari here?

49. Kwete! Asi vanhu vazhinji ava vasingatongozivi murayiro, vakatukwa ava.”

50. Nikodhimo, uya akanga amboenda kuna Jesu uye akanga ari mumwe wavo, akati,

51. “Ko, murayiro wedu unopomera munhu mhosva asina kutanga ambonzwikwa kuti zvionekwe kuti ari kuitei here?”

Johani 7