Johani 7:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira varindi vetemberi vakadzokera kuvaprista vakuru nokuvaFarisi, vakavabvunza vakati, “Seiko musina kuuya naye kuno?”

Johani 7

Johani 7:38-53