Johani 7:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutaura uku, akanga achireva zvoMweya Mutsvene, uyo waizogamuchirwa navaya vanotenda kwaari. Nokuti Mweya wakanga usati wapiwa, sezvo Jesu akanga asati akudzwa.

Johani 7

Johani 7:34-48