Johani 7:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaJudha vakataurirana vachiti, “Munhu uyu ari kuda kuenda kupiko kwatisingazomuwani? Achaenda here kuvanhu vedu vakapararira pakati pavaGiriki, agondodzidzisa vaGiriki?

Johani 7

Johani 7:30-39