Johani 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vanun'una vaJesu vakati kwaari, “Munofanira kubva pano muende kuJudhea, kuitira kuti vadzidzi venyu vagoona zvishamiso zvamunoita.

Johani 7

Johani 7:1-8