Johani 7:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu, achiri kudzidzisa ari mutemberi, akadanidzira achiti, “Hongu, munondiziva, uye munoziva kwandinobva. Handisi pano nokuda kwangu, asi uyo akandituma ndiye wechokwadi. Imi hamumuzivi,

Johani 7

Johani 7:19-30