Johani 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vazhinji vaingozeverana nezvake kwose kwose. Vamwe vaiti, “Munhu akanaka,” vamwe vachiti, “Kwete, anonyengera vanhu.”

Johani 7

Johani 7:10-14