Johani 6:53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwavari, “Ndinokuudzai chokwadi kuti, kana musingadyi nyama yoMwanakomana woMunhu nokunwa ropa rake, hamuna upenyu mamuri.

Johani 6

Johani 6:47-58