Johani 6:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndini chingwa chipenyu chakaburuka kubva kudenga. Kana munhu upi zvake akadya chingwa ichi, achararama nokusingaperi. Chingwa ichi inyama yangu, yandichapa nokuda kwoupenyu hwenyika.”

Johani 6

Johani 6:43-57