Johani 6:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muvaprofita makanyorwa muchinzi: ‘Vose vachadzidziswa naMwari.’ Ani naani anoteerera kuna Baba uye anodzidza kubva kwavari anouya kwandiri.

Johani 6

Johani 6:42-48