Johani 6:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati, “Ko, uyu haasi Jesu, mwanakomana waJosefa here, watinoziva baba vake namai vake? Zvino anotaura sei achiti, ‘Ndakaburuka kubva kudenga’?”

Johani 6

Johani 6:41-48