Johani 6:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndakaburuka kudenga kuti ndirege kuzoita kuda kwangu asi kuda kwaiye akandituma.

Johani 6

Johani 6:32-47