Johani 6:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akataura achiti “Ndini chingwa choupenyu. Ani naani anouya kwandiri haangatongovi nenzara, uye ani naani anotenda kwandiri haangatongovi nenyota.

Johani 6

Johani 6:31-45