Johani 6:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti, muri kunditsvaka, kwete nokuda kwokuti makaona zviratidzo, asi nokuda kwokuti makadya zvingwa uye mukaguta.

Johani 6

Johani 6:17-36