Johani 6:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vazhinji vakati vaona kuti Jesu navadzidzi vake vakanga vasisipo, vakapinda mumagwa ndokuenda kuKapenaume vachitsvaka Jesu.

Johani 6

Johani 6:21-30