Johani 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakati vaona chiratidzo chakanga chaitwa naJesu, vakatanga kuti, “Zvirokwazvo uyu ndiye muprofita aifanira kuuya panyika.”

Johani 6

Johani 6:10-19