Johani 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati, “Itai kuti vanhu vagare pasi.” Panzvimbo iyo pakanga pano uswa huzhinji kwazvo, uye varume vakagara pasi vakanga vachikarosvika zviuru zvishanu.

Johani 6

Johani 6:7-12