Johani 5:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Ipapo Jesu akati kwaari, “Simuka! Tora rukukwe rwako ufambe.”

9. Pakarepo murume uyu akaporeswa; akatora rukukwe rwake akafamba. Zuva rakaitika izvi raiva reSabata.

10. Naizvozvo vaJudha vakati kumunhu uya akanga aporeswa, “Nhasi iSabata; murayiro unokurambidza kuti utakure rukukwe rwako.”

Johani 5