Johani 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nguva nenguva mutumwa waShe aiburukiramo achibvongodza mvura. Munhu aitanga kupinda mudziva shure kwenguva ipi zvayo yainge yabvongodzwa mvura aiporeswa pachirwere chipi zvacho chaainge anacho.

Johani 5

Johani 5:1-10