Johani 5:32-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Pano mumwe anondipupurira, uye ndinoziva kuti uchapupu hwake pamusoro pangu ndohwechokwadi.

33. “Makatuma nhume kuna Johani naiye akapupurira chokwadi.

34. Hazvirevi kuti ndinogamuchira kupupura kwavanhu; asi ndareva izvi kuti muponeswe.

Johani 5