Johani 5:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini ndoga handigoni kuita chinhu; ndinongotonga sezvandinenge ndanzwa, uye kutonga kwangu kwakarurama, nokuti handitsvaki kuzvifadza asi iye akandituma.

Johani 5

Johani 5:29-38