Johani 5:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti vose vakudze Mwanakomana sokukudza kwavanoita Baba. Uyo asingakudzi Mwanakomana, haakudzi Baba vakamutuma.

Johani 5

Johani 5:17-33