Johani 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi, Mwanakomana haagoni kuita chinhu ari oga; anongogona kuita zvaanoona Baba vake vachiita, nokuti zvose zvinoitwa naBaba, Mwanakomana anozviitawo.

Johani 5

Johani 5:11-29