Johani 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tsime raJakobho raiva ipapo, uye Jesu, aneta sezvo akanga achibva parwendo, akagara pasi patsime ipapo. Yakanga iri nguva inenge yechitanhatu.

Johani 4

Johani 4:1-11