Johani 4:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume uyu akati anzwa kuti Jesu asvika muGarirea achibva kuJudhea, akaenda kwaari akandomukumbira kuti auye azoporesa mwanakomana wake, uyo akanga ava pedyo nokufa.

Johani 4

Johani 4:39-50