Johani 4:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakakutumai kunokohwa zvamusina kushandira. Vamwe vakaita basa rakaoma, uye imi makakohwa mubayiro wokubata kwavo.”

Johani 4

Johani 4:32-43