Johani 4:28-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Ipapo, asiya chirongo chake, mukadzi akadzokera kuguta akandoti kuvanhu,

29. “Uyai, muone murume anditaurira zvinhu zvose zvandakaita. Kuti uyu angava iye Kristu here?”

30. Vakabuda muguta vakapinda munzira yavo vakananga kwaari.

Johani 4