Johani 4:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akati, “Ndinoziva kuti Mesiya anonzi Kristu ari kuuya. Paanouya, acharondedzera zvinhu zvose kwatiri.”

Johani 4

Johani 4:24-33