Johani 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akati kwaari, “Ishe, ndipei mvura iyi kuitira kuti ndirege kuzova nenyotazve uye ndirege kuramba ndichingouya kuzochera mvura pano.”

Johani 4

Johani 4:11-24