Johani 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akamupindura akati, “Dai waiziva chipo chaMwari uye kuti ndiani anokumbira mvura kwauri, ungadai wakumbira kwaari uye angadai akupa mvura mhenyu.”

Johani 4

Johani 4:3-14