Johani 3:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakauya kuna Johani uye vakati kwaari, “Rabhi, uya murume wamakanga muinaye mhiri kwaJorodhani, iye wamakapupura nezvake, onai, ari kubhabhatidza, uye vanhu vose vari kuenda kwaari.”

Johani 3

Johani 3:17-29