Johani 3:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Johaniwo aibhabhatidza paAenoni pedyo neSarimu nokuti pakanga pane mvura zhinji, uye vanhu vakanga vachiramba vachiuya kuti vazobhabhatidzwa.

Johani 3

Johani 3:22-29