Johani 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ani naani anorarama muchokwadi anouya muchiedza, kuitira kuti zvaakaita zvionekwe pachena kuti zvakaitwa kubudikidza naMwari.”

Johani 3

Johani 3:16-25