Johani 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akauya kuna Jesu usiku akati, “Rabhi, tinoziva kuti muri mudzidzisi akabva kuna Mwari. Nokuti hakuna munhu angagona kuita zviratidzo zvamunoita kana Mwari asinaye.”

Johani 3

Johani 3:1-5