Johani 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake mumwe oga, kuti ani naani anotenda kwaari arege kufa asi ave noupenyu husingaperi.

Johani 3

Johani 3:12-18