Johani 3:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Hakuna munhu akamboenda kudenga kunze kwaiye akabva kudenga, iye Mwanakomana woMunhu.

14. Mozisi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana woMunhu anofanira kusimudzwawo,

15. kuti ani naani anotenda kwaari ave noupenyu husingaperi.

Johani 3