Johani 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Kandai mambure enyu kurutivi rworudyi rwegwa mugobata.” Vakati vaita izvozvo, vakasagona kukweva mambure nokuda kwokuwanda kwehove.

Johani 21

Johani 21:1-13